PokeVideoPlayer v0.9-rev1 - licensed under gpl3-or-later
Views : 6,714
Genre:
Uploaded At Mar 13, 2023 ^^
warning: returnyoutubedislikes may not be accurate, this is just an estiment ehe :3
Rating : 5 (0/36 LTDR)
100.00% of the users lieked the video!!
0.00% of the users dislieked the video!!
User score: 100.00- Masterpiece Video
RYD date created : 2023-08-25T21:02:07.600252Z
See in json
Top Comments of this video!! :3
Madzimai chokwadi hapeno kuti takaitwasei. Misoro bhangu. Tarisai chiyangwa zvaakapfeka. Suit imi mapiwa zvi t-shirt. Imba ya chiyangwa inotyisa imi chero mubhedha hamuna. Vana vake vane property , imba ine shoes chete motikari hobho, they display their stolen riches. Iye ane motikari iwe vapiwa chibhasikoro. Chikafa muroad ine pot holes hauna mari yekuchigadzirisa. Vana venyu havana mabasa, marovha, or mbavha kuti vapone. Iwe uchitengwa nemunhu arikukushandisa to protect his empire yaakaona nekuba. Gold mines are his. Mari inofanira kuvakisa hospitals, schools, equipment ye schools or hospitals. Vana varikudzidza vakagara pamatombo zvinorwadza asi urikutengesa nyika. Misoro bhangu chaiyo. Madzmai muchadzidza rinhi kuti musashandiswe nembavha. Kudadirwa munokufarira kwazvo. Saka mese nevana venyu muchafa muchidya nhoko dzezvironda truth. Kuimba rubbish.
3 |
@jackngwenya5339
1 year ago
I don't really believe in receive items from politicians especially towards elections. Ask yourself, where was he in other times. Zanu pf members don't be fooled. Open your eyes and your brains
5 |