Channel Avatar

Mhanduwe weNhau @UCFsDueAzBjpe3H9LFNgLlUw@youtube.com

4.8K subscribers - no pronouns :c

This is a channel for News broadcasts in the Buja language s


15:30
Khama Billiat abenhuka.Tendai Musandiriri wekuMudzi RDC apuwa 3makore mujeri. Mumwe BrigGen apfa
13:45
Filipe Nyusi abenhuka ino. Mafume aenda kumunjekure waED. Time Bank yavhundutsa wanhu
13:35
Hopewell agoti kuitiwe Hurumende kunze kwonyika. Nees aburitsa maWarriors ache. Chigumba agumbura
13:25
Freeman Chari agona kuburitsa zvosarudzo. ZESA yagwadamisa nyika yese. Coltart akaramba kuitiswa
13:50
ED avhura Nhandare yoRGMIA. Japan noChina dzayamura panzara. Timothy Chiminya anetsa
12:40
Hopewell atanikiwa nowochidiki. ED aika musoja nyasi. Guvamatanga abvuma kuti wakaingidzira chikwere
06:35
BREAKING: Mudzi RDC Exclusive. Kanzuru yakajiridzihwa US$1.5million
13:25
Chair wokanzuru yoMudzi amisiwa. ZiG rawe kurambiwa muzvitoro zvimwe
11:30
Mutsvangwa atanika bato rozanu pokare nowatongi. Hopewell Ari kuhwadziwa naChamisa.
12:35
Tshabangu, Mafume, Mwonzora wanyura muzanu. Hopewell atsvomesiwa naChamisa. Prince Sibanda asungiwa
11:10
ED asemiwa naHH. RBZ yanyangira Mari iri kubva diaspora. Mupfumira aribe mhosva
11:55
Wakuru woSADc watanda kuuya kuSADc. ZRP iri kuda kukwatisa
13:00
Mapurisa nomasoja ari kumira nowanhu. Gonyeti rakuya imba maMutare
11:30
Chamisa aramba kupembedza SADC, asi Yaweh. ZANU yakanyepiwa na Motsoaledi kuti uite mushe
13:20
ED apa wanhu mhenduru dzougamba. So CCC wanga wari kuHeroes.
13:45
Soja rapfura 3 wakapfa. ED acharumiwa nochokuchera. Isaac Mpofu adadisa kuOlympics
11:05
Herald yashora ED. Pupurai Togarepi apupurutsa masoko aribe uremu pamusoro paMalema. ZRP yapuwa mota
13:00
Ngarivhume, Namatai Kwekweza nowamwe waribe kuburika mujeri. 4% yakapasa June O level
14:05
Julius Malema akurudzira wochidiki kusunungura nyika. Chamisa asimbisa wanhu panguwa yokunetsiw
13:00
Murendo woku Czech asungihwa kureketa kuti kuribe magetsi. Wakasungiwa waribe bhero wese
12:30
Tineyi Munetsi asungiwawo. Sitima apuwa bhero. Chamisa awimbisa kugwa kwowanodzviyirira pacho.
14:10
Hurumende yasunga Job Sikhala Jacob Ngarivhume, Emmanuel Sitima, Bishop Nyamakanga. Wamwe no bail
12:00
Robson Chere akakubiwa maningi. 14 wasungiwa kuKariba. 2 wasungiwa kuBulawayo. SADC ichahwadza wanhu
11:40
Namatai Kwekeza nowamwe 3 wapambiwa paRGMIA. Mike naMoses wabenhuka kudare nyasi.
13:30
Charamba ari kuda kusunga munhu wokuUSA. ZIFA yaisa Michael News kumaWarriors. Mazanu agobira Baker
15:00
Zim Rugby ndimambo muAfrica. SADC yauya nonhamo kuZimbabwe. Steven Cox adadisa kuFrance
11:55
Welshman asarenda kuZanu. Pasipoti muSA yakwidziwa mutengo kuita $250. Mapurisa 5 aponda nokuda $100
12:15
Chiwenga afara kupinda muma Olympics. MaMP akarambidziwa kureketa zvomari zvanozuro. RBZ waisa $50m
15:05
Mthuli Ncube asunga mitero pokare. KuMudzi wapuwa chokuja. Emmanuel Sitima apuwa bhero.
11:45
Chiwenga aenda kuma Olympics. Strive Masiyiwa aponesa wanaamai kuHarare. ZINASU yasungiwa.
14:10
ZIFA yaramba wana weZim. SADC yaita kuti Harare Council imuke mbichana. Chirundu yaakunhadzirisiwawo
14:30
Job Sikhala atakanuriwa mhosva. Mutsvangwa ashora Chiwenga. SADC yanyudza $200m pakunhadzirirapo.
13:05
ZESA iri kutsvaka magetsi kuwanhu. POTRAZ yaramba zvakareketiwa naED. Zim yaja Uganda
15:05
Dynamos yoita bhora rokuromba. Wicknell atanika wakadzi wowanhu. RBZ yafunga gedye-gedye
12:10
Jameson Timba anyimiwa bhero pokare. Hurumende yabvumira maEke. Delta iri kujuja mari pamutongo.
13:55
Hurumende iribe kureketa nozvo Auditor General Report. Chimombe, Mpofu naTimba waribe kupuwa bhero.
13:20
ED agonzvenga kubvuma zvoGukurahundi. MaMP oCCC aribe kureketa zvisvinu paOAG Report. Zanu yakaoma
12:05
Zanu iri kusimbira 2030 slogan. Brig Michael Chaminuka apfa. Zimbabwe yakapfuma
14:35
Auditor General Report yatanika kubiwa kwomari yonyika nowakuru wonyika. ED abenhuka kuMoza.
12:50
Wadyajena adzotsehwa mwotika dzache. Zanu yapinda chando. Timba achirimo mujeri
11:50
Pwito dzaED dzichagarihwa pasi kuSADC. Mwonzora agoshora maMP oCCC. Mike agonzi arekere bawu.
02:23
Mike achinyepiwa kuti goreka kuita bawu.. mbaniko agomunyepa? ndiWicknell?
13:10
85kg goridhe rabiwa kuChiweshe. TK Zamar aramba kuimba noMaverick City. Hurumende yanyudza Zimpapers
13:55
Mafume avhunduka katurikiwa. Mai Rwizi wari kundochemiwa. Zim iri kusangana noIndia.
13:20
Job Sikhala naJacob Ngarivhume wari kuda kuratidzira. AirZim yabenhuka. Sternford Moyo apfa.
13:10
2030 ndinenge ndichiripoba: ED. Warriors wapuwa gurupu J roAfcon. ED ateyera ZiG
13:10
Thabani Mpofu aita kuti dzvii Sanyatwe. Tagwirei atanikiwa mudhiri roKuvimba. Philis Pikitai aburits
14:40
Mukuru woZNA, Sanyatwe agoti wachamanikidza wanhu kuvhotera Zanu. Mutoko Council ichadaba mhuka
12:35
ED adzinga simelisizwe Sibanda. Maroto aradzikiwa. Passion Java amira naMike naMoses kudare.
11:05
My son aenda America. Charamba ari kupopotera ana kadzitape. Maroto anoramba achirangarihwa
12:35
Timba anyimiwa bhero asi Matonga apuwa. Chivayo anangidzihwa pokare paimwe $5m kuZEC.
14:00
Mike naMoses wapfikihwa. Chivayo aribe kusungiwa. Mafume agopereka manyara oguta kuZanu.
11:55
Ostallos agobveneka pwito dzaNcube. Timba achirimo mujeri. Bright Matonga asungiwa
13:45
Welshman agozvitanika. Mike naMoses waenda kuZACC. Jairos Tapera aribe kuburitsa chikwata.
00:37
the week that was in cartoons
12:30
Jairos Tapera aisa wokwache kumaWarriors. Sybeth Musengezi aribe mhosva. ZACC yabatihwa twitter yawo
10:50
ED avhura magirosa okuMadokero. ZEC yavhura imwe hombe yozvimbuzi. Amnesty iri kuhwadziwa
14:15
Sean Timba apuhwa bhero nowamwe 4. Nyaya yombudzi yatanika pwito dzaNick Mangwana. Mohadi apinzawo
11:15
CCC yaWelshman yaburika pachena yese. Nyaya yombudzi yaakusungisa Mike Chimombe naMpofu Moses.
13:10
ZRP yagokuba ana Timba zvisiri pamutemo. Chivayo avhairihwa nozanu. Mupfumi aribe kupfuma mwero.